Dhuteronomi 32:27 BDMCS

27 asi ndakazotya kutuka kwomuvengi, kuti vavengi vavo vasazozvinzwisisa uye vakazoti, ‘Ruoko rwedu rwatikundisa; haazi Jehovha akaita izvi zvose.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 32

Maonero Dhuteronomi 32:27 akapoteredza