Dhuteronomi 32:39 BDMCS

39 “Chionai zvino kuti ini pachangu ndini Iye! Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu, ndinouraya uye ndinopa upenyu, ndakakuvadza uye ndichaporesa, uye hapana anogona kudzikinura muruoko rwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 32

Maonero Dhuteronomi 32:39 akapoteredza