12 Pamusoro paBenjamini akati,“Regai mudikanwa waJehovha agare norugare maari, nokuti anomudzivirira zuva rose, uye regai uyo anodikanwa naJehovha agare pakati pamapfudzi ake.”
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 33
Maonero Dhuteronomi 33:12 akapoteredza