Dhuteronomi 34:4 BDMCS

4 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Iyi ndiyo nyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho pandakati, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’ Ndakuita kuti uione nameso ako, asi haungayambuki mhiri kuti upinde mairi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 34

Maonero Dhuteronomi 34:4 akapoteredza