Dhuteronomi 4:1 BDMCS

1 Teererai zvino, imi vaIsraeri, mitemo nemirayiro yandava kukudzidzisai. Muitevere kuti murarame uye mugopinda mugotora nyika iyo munopiwa naJehovha, Mwari wamadzibaba enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:1 akapoteredza