Dhuteronomi 4:19 BDMCS

19 Uye kuti kana muchitarisa kudenga mukaona zuva, nomwedzi nenyeredzi, zvose zviri kudenga, musatsauswa kuti muzvipfugamire nokunamata zvinhu izvo Jehovha Mwari wenyu akagovera ndudzi dzose dziri pasi pedenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:19 akapoteredza