Dhuteronomi 4:31 BDMCS

31 Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni, haangakusiyei kana kukuparadzai, kana kukanganwa sungano yamadzibaba enyu, yaakasimbisa kwavari nemhiko.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:31 akapoteredza