Dhuteronomi 4:36 BDMCS

36 Kubva kudenga akaita kuti munzwe inzwi rake kuti akudzidzisei. Panyika akakuratidzai moto wake mukuru, uye makanzwa mashoko ake kubva mukati momoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:36 akapoteredza