Dhuteronomi 4:6 BDMCS

6 Muichengete zvakanaka, nokuti izvi zvicharatidza uchenjeri nokunzwisisa kwenyu kundudzi dzichanzwa pamusoro pemitemo iyi yose uye vachati, “Zvirokwazvo rudzi urwu rukuru, vanhu vakachenjera uye vanonzwisisa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:6 akapoteredza