Dhuteronomi 5:28 BDMCS

28 Jehovha akakunzwai pamakataura kwandiri uye Jehovha akati kwandiri, “Ndanzwa zvataurwa navanhu kwauri. Zvose zvavataura zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5

Maonero Dhuteronomi 5:28 akapoteredza