Dhuteronomi 5:9 BDMCS

9 Usazvipfugamira kana kuzvinamata; nokuti ini, Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari ane godo, ndinoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina rwaavo vanondivenga,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5

Maonero Dhuteronomi 5:9 akapoteredza