Dhuteronomi 7:22 BDMCS

22 Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi kubva pamberi penyu, zvishoma nezvishoma. Hamungatenderwi kuvaparadza vose kamwe chete, kuti zvikara zvesango zvirege kuwanda munzvimbo dzakakupoteredzai.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 7

Maonero Dhuteronomi 7:22 akapoteredza