Dhuteronomi 8:1 BDMCS

1 Muchenjerere kutevera murayiro mumwe nomumwe, wandinokupai nhasi, kuitira kuti mugorarama mugowanda uye mugopinda nokutora nyika iyo Jehovha akavimbisa madzitateguru enyu nemhiko.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 8

Maonero Dhuteronomi 8:1 akapoteredza