1 Inzwa, iwe Israeri. Wava kuda kuyambuka Jorodhani zvino kuti upinde ugotorera ndudzi dzakakura uye dzakasimba kukupfuura, dzina maguta makuru ane masvingo akareba kwazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9
Maonero Dhuteronomi 9:1 akapoteredza