Dhuteronomi 9:16 BDMCS

16 Pandakatarira, ndakaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira chifananidzo chakaumbwa mumufananidzo wemhuru. Makanga matsauka nokukurumidza kubva panzira yamakanga marayirwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:16 akapoteredza