Dhuteronomi 9:23 BDMCS

23 Zvino nenguva iyo makatumwa naJehovha kubva paKadheshi Bharinea, iye akati, “Endai mundotora nyika iyo yandakakupai.” Asi imi makamukira murayiro waJehovha Mwari wenyu. Hamuna kuvimba naye kana kumuteerera.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:23 akapoteredza