Dhuteronomi 9:25 BDMCS

25 Ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva iwayo ane makumi mana nousiku huna makumi mana nokuda kwokuti Jehovha akanga ati aizokuparadzai.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:25 akapoteredza