Dhuteronomi 9:28 BDMCS

28 Nokuti nyika yamakatibudisa kubva mairi ingazoti, ‘Jehovha akavabudisa akavaurayira murenje, nokuti akanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti akanga achivavenga.’

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:28 akapoteredza