Dhuteronomi 9:6 BDMCS

6 Naizvozvo nzwisisa kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka kuti ive yako nokuda kwokururama kwako, nokuti uri rudzi rune mutsipa mukukutu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:6 akapoteredza