Ekisodho 1:22 BDMCS

22 Ipapo Faro akarayira vanhu vose akati, “Vanakomana vose vanoberekwa munofanira kuvakanda murwizi Nairi, asi murege vanasikana vose vari vapenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 1

Maonero Ekisodho 1:22 akapoteredza