Ekisodho 10:3 BDMCS

3 Saka Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakandoti kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Uchasvika riniko uchiramba kuzvininipisa pamberi pangu? Rega vanhu vangu vaende kuti vanondinamata.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 10

Maonero Ekisodho 10:3 akapoteredza