Ekisodho 10:5 BDMCS

5 Dzichafukidza nyika yose zvokuti pasi hapangaonekwi. Dzichadya zvishoma zvawakanga wasiya shure kwechimvuramabwe, pamwe chete nemiti yose iri kumera muminda yako.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 10

Maonero Ekisodho 10:5 akapoteredza