Ekisodho 10:7 BDMCS

7 Machinda aFaro akati kwaari, “Munhu uyu acharamba ari musungo kwatiri kusvikira riniko? Regai vanhu vaende, kuti vagonamata Jehovha Mwari wavo. Ko, hamusi kuzviona here nazvino kuti Ijipiti yaparara?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 10

Maonero Ekisodho 10:7 akapoteredza