Ekisodho 11:10 BDMCS

10 Mozisi naAroni vakaita zvishamiso zvose izvi pamberi paFaro, asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kutendera vaIsraeri kuti vabude munyika yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 11

Maonero Ekisodho 11:10 akapoteredza