Ekisodho 12:16 BDMCS

16 Pazuva rokutanga muite ungano tsvene, uye mugoitazve imwe ungano pazuva rechinomwe. Musatomboshanda pamazuva iwayo, kunze bedzi kwokugadzira zvokudya zvokuti munhu wose adye, ndizvo chete zvamungaita.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 12

Maonero Ekisodho 12:16 akapoteredza