37 VaIsraeri vakafamba kubva paRamesesi kusvikira kuSukoti. Kwakanga kuna varume mazana matanhatu ezviuru vaifamba netsoka, pasingaverengwi vakadzi navana.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 12
Maonero Ekisodho 12:37 akapoteredza