Ekisodho 12:39 BDMCS

39 Vakabika makeke ezvingwa zvisina kuviriswa nomukanyiwa wavakabva nawo kuIjipiti. Mukanyiwa uyu wakanga usina mbiriso nokuti vakanga vadzingwa kubva muIjipiti uye havana kuwana nguva yokuti vazvigadzirire zvokudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 12

Maonero Ekisodho 12:39 akapoteredza