Ekisodho 13:13 BDMCS

13 Udzikinure negwayana mwana wose wokutanga wembongoro, asi kana usingaudzikinuri, uvhune mutsipa wawo. Udzikinure matangwe ose pakati pavanakomana vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 13

Maonero Ekisodho 13:13 akapoteredza