Ekisodho 14:11 BDMCS

11 Vakati kuna Mozisi, “Zvinoreva kuti muIjipiti makanga musina makuva here zvawatiuyisa kurenje kuti tife? Chiiko chawaita kwatiri zvawatibudisa muIjipiti?

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 14

Maonero Ekisodho 14:11 akapoteredza