Ekisodho 15:8 BDMCS

8 Nokufema kwemhino dzenyu mvura zhinji yakaita murwi. Mvura yamasaisai yakamira yakasimba semadziro; mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 15

Maonero Ekisodho 15:8 akapoteredza