Ekisodho 16:15 BDMCS

15 VaIsraeri vakati vazviona, vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Chiiko ichi?” Nokuti vakanga vasingazivi kuti chaiva chii. Mozisi akati kwavari, “Ndicho chingwa chamapiwa naJehovha kuti mudye.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 16

Maonero Ekisodho 16:15 akapoteredza