Ekisodho 16:32 BDMCS

32 Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha, ‘Mutore omeri yemana mugoichengetera marudzi anotevera, kuti vagoona chingwa chandakakupai kuti mudye muri murenje pandakakubudisai kubva munyika yeIjipiti.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 16

Maonero Ekisodho 16:32 akapoteredza