35 VaIsraeri vakadya mana kwamakore makumi mana, kusvikira vasvika kunyika yaiva navanhu; vakadya mana kusvikira vasvika pamuganhu weKenani.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 16
Maonero Ekisodho 16:35 akapoteredza