Ekisodho 17:14 BDMCS

14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora izvi mubhuku chive chinhu chingarangarirwa uye uve nechokwadi kuti Joshua azvinzwa, nokuti ndichabvisa chirangaridzo chose cheAmareki pasi pedenga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 17

Maonero Ekisodho 17:14 akapoteredza