Ekisodho 17:3 BDMCS

3 Asi vanhu vakanga vane nyota yemvura ipapo, uye vakapopotedzana naMozisi. Vakati, “Seiko wakatibudisa muIjipiti kuti isu navana vedu nezvipfuwo zvedu tife nenyota?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 17

Maonero Ekisodho 17:3 akapoteredza