Ekisodho 18:12 BDMCS

12 Ipapo Jeturo, tezvara waMozisi, akauya nechipiriso chinopiswa nezvimwewo zvibayiro kuna Mwari, uye Aroni akauya navakuru vose veIsraeri kuti vazodya chingwa pamwe chete natezvara waMozisi pamberi paMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 18

Maonero Ekisodho 18:12 akapoteredza