8 Mozisi akataurira tezvara wake zvinhu zvose zvakaitwa naJehovha kuna Faro nokuvaIjipita nokuda kwavaIsraeri, uyewo nokutambudzika kwavakasangana nako munzira, uye kuti Jehovha akavaponesa sei.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 18
Maonero Ekisodho 18:8 akapoteredza