3 Ipapo Mozisi akakwira kuna Mwari, uye Jehovha akadana kwaari ari mugomo akati, “Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuimba yaJakobho uye zvaunofanira kuudza vanhu veIsraeri:
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 19
Maonero Ekisodho 19:3 akapoteredza