Ekisodho 19:9 BDMCS

9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndiri kuzouya kwauri ndiri mugore gobvu, kuitira kuti vanhu vagondinzwa ndichitaura newe uye vagoramba vachivimba newe.” Ipapo Mozisi akaudza Jehovha zvakanga zvarehwa navanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 19

Maonero Ekisodho 19:9 akapoteredza