Ekisodho 2:13 BDMCS

13 Zuva rakatevera, akabuda akaona vaHebheru vaviri vachirwa. Akabvunza uya akanga akanganisa akati, “Seiko uchirova mumwe wako muHebheru?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 2

Maonero Ekisodho 2:13 akapoteredza