Ekisodho 2:23 BDMCS

23 Zvino makore mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa. VaIsraeri vakagomera muutapwa hwavo uye vakachema, kuchemera rubatsiro rwavo nokuda kwoutapwa hwavo kukakwira kuna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 2

Maonero Ekisodho 2:23 akapoteredza