Ekisodho 2:5 BDMCS

5 Ipapo mwanasikana waFaro akaburuka akaenda kurwizi Nairi kuti andoshamba, uye varandakadzi vake vakanga vachifamba vachitevedza mahombekombe. Akaona tswanda pakati petsanga ndokubva atuma murandakadzi wake kuti andoitora.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 2

Maonero Ekisodho 2:5 akapoteredza