7 Ipapo hanzvadzi yake yakakumbira mwanasikana waFaro ikati, “Ndingaenda here ndikandokutorerai mumwe wavakadzi vechiHebheru kuti azokurererai mwana?”
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 2
Maonero Ekisodho 2:7 akapoteredza