Ekisodho 20:17 BDMCS

17 “Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20

Maonero Ekisodho 20:17 akapoteredza