Ekisodho 20:25 BDMCS

25 Kana muchindiitira aritari yamabwe, musaivaka namabwe akavezwa, nokuti mungazoisvibisa kana mukashandisa mbezo pairi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20

Maonero Ekisodho 20:25 akapoteredza