Ekisodho 21:16 BDMCS

16 “Ani naani anoba mumwe munhu uye akamutengesa kana kuti akawanikwa achinaye paanenge abatwa, anofanira kuurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:16 akapoteredza