Ekisodho 21:26 BDMCS

26 “Kana munhu akarova murandarume kana murandakadzi paziso uye akariparadza, anofanira kurega muranda achienda akasununguka kuti atsive ziso rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:26 akapoteredza