Ekisodho 21:29 BDMCS

29 Kunyange zvakadaro hazvo, kana hando yanga ine tsika yokutunga uye muridzi wayo akamboyambirwa hake asi akasaipfigira mudanga uye ikauraya murume kana mukadzi, hando iyo inofanira kutakwa namabwe uyewo muridzi wayo anofanira kuurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:29 akapoteredza