Ekisodho 21:32 BDMCS

32 Kana hando ikatunga murandarume kana murandakadzi, muridzi wayo anofanira kuripa mashekeri esirivha makumi matatua kuna tenzi womuranda, uye hando inofanira kutakwa namabwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:32 akapoteredza