Ekisodho 21:4 BDMCS

4 Kana tenzi wake akamupa mukadzi uye akamuberekera vanakomana kana vanasikana, mukadzi navana vake vachava vatenzi wake, uye murume chete ndiye achasunungurwa kuti aende hake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:4 akapoteredza